Ruka 7:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana zvisizvo, makabuda kundooneiko? Munhu akanga akafuka nguo dzakanaka here? Kwete, vaya vanopfeka nguo dzomutengo mukuru uye vanogara zvakanaka ndivo vari mumizinda.

Ruka 7

Ruka 7:16-32