Ruka 7:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vose vakazadzwa nokutya uye vakarumbidza Mwari. Vakati, “Muprofita mukuru amuka pakati pedu. Mwari auya kuzobatsira vanhu vake.”

Ruka 7

Ruka 7:7-23