Ruka 7:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akaswederako akabata hwanyanza, uye vaya vakanga vakamutakura vakamira. Iye akati, “Jaya, ndinoti kwauri, muka!”

Ruka 7

Ruka 7:10-17