Ruka 7:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pasina kupera nguva refu, Jesu akaenda kuguta rainzi Naini, uye vadzidzi vake navanhu vazhinji kwazvo vakaendawo naye.

Ruka 7

Ruka 7:10-12