Ruka 6:48 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akaita somunhu anovaka imba, akachera zvakadzika akavaka hwaro paruware. Mafashamu akati asvika, mafungu akarova imba iyo asi haana kugona kuizungunutsa, nokuti yakanga yakavakwa zvakanaka.

Ruka 6

Ruka 6:44-49