Ruka 6:44 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muti mumwe nomumwe unozivikanwa nomuchero wawo. Vanhu havangatanhi maonde kubva mumakwenzi eminzwa, kana kutanha mazambiringa kubva parukato.

Ruka 6

Ruka 6:43-46