Ruka 6:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akapinda mumba maMwari, akatora chingwa chakatsaurwa, akadya zvaingobvumirwa kudyiwa navaprista chete. Uye akapawo chimwe kushamwari dzake.”

Ruka 6

Ruka 6:1-9