Ruka 6:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana mumwe akakurova rimwe dama, mupezve rimwe racho. Kana mumwe akakutorera nguo yako yokunze, usamudzivisa kutorawo nguo yomukati.

Ruka 6

Ruka 6:25-32