Ruka 6:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akaburuka navo akandomira panzvimbo yakanga yakaenzana. Ungano huru yavadzidzi vake yakanga iripo uye vanhu vazhinji vaibva muJudhea yose, vaibva kuJerusarema, uye navaibva kumuganhu weTire neSidhoni,

Ruka 6

Ruka 6:8-26