Ruka 6:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akatarisa kwavari vose, ipapo akati kumunhu uya, “Tambanudza ruoko rwako.” Iye akaita saizvozvo, uye ruoko rwake rukavandudzwa kwazvo.

Ruka 6

Ruka 6:7-13