Ruka 6:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Rimwe Sabata Jesu akanga achifamba nomuminda yezviyo, uye vadzidzi vake vakatanga kunonga hura dzezviyo, vachidzipukuta mumaoko avo vachidya tsanga dzacho.

Ruka 6

Ruka 6:1-8