Ruka 5:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka vakaninira vamwe vavo vakanga vari mune imwe igwa kuti vauye vazovabatsira, ivo vakauya vakazadza magwa ose ari maviri; akazara zvokuti akatanga kunyura.

Ruka 5

Ruka 5:1-13