Ruka 5:37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye hakuna anodira waini itsva muguchu ramatehwe matsaru. Kana akadaro, waini itsva ichatsemura matehwe, waini itsva ichateuka uye maguchu ewaini achaparadzwa.

Ruka 5

Ruka 5:35-38