Ruka 5:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akakwira mune rimwe ramagwa acho, rakanga riri raSimoni, akamukumbira kuti ariswededze zvishoma kumahombekombe. Ipapo akagara pasi akadzidzisa vanhu ari mugwa.

Ruka 5

Ruka 5:1-10