Ruka 5:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

VaFarisi navadzidzisi vomurayiro vakatanga kufunga vachiti, “Ndianiko munhu uyu anotaura achimhura Mwari. Ndianiko anoregerera zvivi kunze kwaMwari chete?”

Ruka 5

Ruka 5:13-26