Ruka 5:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakati vashayiwa nzira yokupinda nayo nokuda kwokuwanda kwavanhu, vakakwira pamusoro pedenga vakamuburutsa ari parukukwe rwake nepamapfuriro, pakati pavanhu, pamberi paJesu chaipo.

Ruka 5

Ruka 5:9-25