Ruka 4:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Satani akamutungamirira kuJerusarema akamuita kuti amire pachiruvi chetemberi. Akati kwaari, “Kana uri mwanakomana waMwari, zviwisire pasi uchibva pano.

Ruka 4

Ruka 4:4-15