Ruka 4:38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akabva pasinagoge akaenda kumba kwaSimoni. Zvino mai vomukadzi waSimoni vairwara nefivha, uye vakakumbira Jesu kuti avabatsire.

Ruka 4

Ruka 4:37-44