Ruka 4:36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu vose vakashamiswa vakataurirana vachiti, “Kudzidzisa uku ndokupi? Anorayira mweya yakaipa nechikuriri uye nesimba uye ichibuda!”

Ruka 4

Ruka 4:35-42