Ruka 4:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Musinagoge makanga muno murume akanga akabatwa nedhimoni, mweya wakaipa, uye akadanidzira nenzwi guru achiti,

Ruka 4

Ruka 4:31-41