Ruka 4:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndinokuudzai chokwadi kuti kwakanga kune chirikadzi zhinji muIsraeri panguva yaEria, panguva yakadzivirwa denga kwamakore matatu nehafu uye nzara huru ikavapo panyika yose.

Ruka 4

Ruka 4:23-35