Ruka 4:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vose vakataura zvakanaka pamusoro pake uye vakashamiswa namashoko akanaka akanga achibuda mumuromo make. Vakati, “Ko, uyu haazi mwanakomana waJosefa here?”

Ruka 4

Ruka 4:18-27