Ruka 4:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akaenda kuNazareta, kwaakanga arerwa, uye nomusi weSabata akapinda musinagoge, setsika yake. Akasimuka kuti averenge.

Ruka 4

Ruka 4:7-25