Ruka 3:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Chiberekai zvibereko zvinoenderana nokutendeuka. Uye musatanga kuti mumwoyo menyu, ‘Abhurahama ndiye baba vedu.’ Nokuti ndinoti kwamuri Mwari anogona kumutsira Abhurahama vana pamabwe aya.

Ruka 3

Ruka 3:5-11