Ruka 3:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mweya Mutsvene akauya pamusoro pake nomufananidzo wenjiva. Uye inzwi rakabva kudenga richiti, “Ndiwe mwanakomana wangu, wandinoda; ndiwe wandinofarira kwazvo.”

Ruka 3

Ruka 3:19-26