Ruka 3:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vamwe varwi vakamubvunza vakati, “Tinofanira kuita seiko?”Iye akati, “Musatorera vanhu mari nechisimba uye musapomera vanhu nhema, mugutsikane nomubayiro wenyu.”

Ruka 3

Ruka 3:7-24