Ruka 24:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mukutya kwavo, vakadzi vaya vakakotama pasi nezviso zvavo, asi varume ava vakati kwavari, “Seiko muchitsvaka mupenyu pakati pavakafa?

Ruka 24

Ruka 24:4-11