Ruka 24:44 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati kwavari, “Izvi ndizvo zvandaikuudzai ndichinemi kuti: Zvinhu zvose zvakanyorwa pamusoro pangu muMurayiro waMozisi, naVaprofita nomuMapisarema zvinofanira kuzadziswa.”

Ruka 24

Ruka 24:35-51