Ruka 24:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi vakamugombedzera zvikuru vachiti, “Garai nesu, nokuti kwava kudoka; zuva rava kuvira.” Saka akapinda kuti andogara navo.

Ruka 24

Ruka 24:23-30