Ruka 24:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akavabvunza akati, “Muri kukurukurirana pamusoro peiko, zvamuri kufamba kudai?”Vakamira vakanyarara, zviso zvavo zvakasuwa.

Ruka 24

Ruka 24:11-20