Ruka 23:55 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakadzi vaya vakanga vauya naJesu vachibva kuGarirea vakatevera Josefa vakaona guva uye kuti mutumbi wake wakanga waradzikwa sei mariri.

Ruka 23

Ruka 23:52-56