Ruka 23:53 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akauburutsa, akauputira nomucheka akauisa muguva rakanga racherwa paruware, rakanga risina kumbovigwa munhu.

Ruka 23

Ruka 23:49-55