Ruka 23:51 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uyo akanga asina kubvumirana navo pakuronga kwavo uye nokuita kwavo. Aibva kuguta ravaJudha reArimatea uye akanga akamirira umambo hwaMwari.

Ruka 23

Ruka 23:43-55