Ruka 23:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti nguva ichasvika iyo yamuchati, ‘Vakaropafadzwa vakadzi vasingabereki, izvo zvizvaro zvisina kumbobereka, namazamu asina kumboyamwisa!’

Ruka 23

Ruka 23:27-37