Ruka 23:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakati voenda naye, vakabata murume ainzi Simoni weKurini, uyo akanga achibva muruwa, vakamutakudza muchinjikwa ari mushure maJesu.

Ruka 23

Ruka 23:24-36