Ruka 23:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

akati kwavari, “Mauyisa munhu uyu kwandiri somunhu anomutsa vanhu kuti vamukire hurumende. Ndanyatsomuongorora pamberi penyu uye ndashaya hwaro hwemhosva yamunomupomera.

Ruka 23

Ruka 23:8-17