Ruka 23:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Musi uyo, Herodhi naPirato vakava shamwari, kare kwavo, vakanga vachimbovengana.

Ruka 23

Ruka 23:10-22