Ruka 22:66 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kuzoti kwaedza dare ravakuru vavanhu, vose vaprista vakuru navadzidzisi vomurayiro, vakasangana pamwe chete, uye Jesu akamiswa pamberi pavo.

Ruka 22

Ruka 22:60-68