Ruka 22:61 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ishe akatendeuka akatarisa akanyatsonanga Petro. Ipapo Petro akarangarira shoko rakanga rataurwa kwaari naShe rokuti, “Nhasi jongwe risati rarira, uchandiramba katatu.”

Ruka 22

Ruka 22:56-63