Ruka 22:42-45 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

42. “Baba, kana muchida, bvisai mukombe uyu pandiri; asi ngakurege kuva kuda kwangu, asi kuda kwenyu kuitwe.”

43. Mutumwa akabva kudenga akazviratidza kwaari uye akamusimbisa.

44. Uye ari pakutambudzika, akanyengetera zvikuru, uye ziya rake rakanga rakaita samadonhwe eropa anodonhera pasi.

45. Akati achisimuka kubva pakunyengetera, akadzokera kuvadzidzi, akasvikovawana vavata, vaneteswa nokusuwa.

Ruka 22