Ruka 22:37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kwakanyorwa kuchinzi, ‘Iye akaverengwa pamwe chete navadariki’ uye ndinoti kwamuri, izvi zvinofanira kuzadziswa mandiri. Hongu, zvakanyorwa pamusoro pangu zvava kusvika pakuzadziswa.”

Ruka 22

Ruka 22:35-39