Ruka 22:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Jesu akabvunza akati, “Pandakakutumai musina chikwama, hombodo kana shangu pane chinhu chamakashayiwa here?”Ivo vakati, “Hapana.”

Ruka 22

Ruka 22:29-38