Ruka 22:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye akatora chingwa, akavonga akachimedura, uye akavapa, achiti, “Uyu ndiwo muviri wangu wakapiwa kwamuri; itai izvi muchindirangarira.”

Ruka 22

Ruka 22:18-29