Ruka 21:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana mukanzwa zvehondo uye nokumukirana, musavhundutswa. Zvinhu izvozvi zvinofanira kutanga kuitika, asi kuguma hakuzosviki pakarepo.”

Ruka 21

Ruka 21:4-14