Ruka 21:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vamwe vadzidzi vake vakanga vachitaura pamusoro pamashongedzerwo akanga akaitwa temberi namatombo akanaka uye nezvipo zvakanga zvakumikidzwa kuna Mwari. Asi Jesu akati,

Ruka 21

Ruka 21:1-11