Ruka 21:36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Garai makagadzirira, uye munyengetere kuti mugogona kupunyuka pazvose izvo zvava kuda kuitika, uye kuti mugogona kumira pamberi poMwanakomana woMunhu.”

Ruka 21

Ruka 21:30-38