Ruka 21:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Chenjerai, kuti mwoyo yenyu irege kuremedzwa nokudyisa, kudhakwa nokufunganya kwoupenyu, kuti zuva iro rirege kukuwirai seriva musina kuzvitarisira.

Ruka 21

Ruka 21:31-38