Ruka 21:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Asi izvi zvose zvisati zvaitika, vachakubatai vagokutambudzai. Vachakuisai kumasinagoge nokumatorongo uye muchamiswa pamberi pamadzimambo navabati, uye zvose nokuda kwezita rangu.

Ruka 21

Ruka 21:11-19