Ruka 20:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akaenderera mberi akaudza vanhu mufananidzo uyu akati, Mumwe murume akadyara munda wake wemizambiringa, akaupa kuna vamwe varimi kwechinguva achibva aenda kure kune imwe nyika kwenguva refu.

Ruka 20

Ruka 20:4-18