Ruka 20:37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi panhoroondo yegwenzi, kunyange naMozisi akaratidza kuti vakafa vanomutswa, nokuti anoti, Ishe ndiye ‘Mwari waAbhurahama, naMwari waIsaka, uye naMwari waJakobho.’

Ruka 20

Ruka 20:35-39